Purogiramu Yegungano ra2018

Purogiramu yeGungano reZvapupu zvaJehovha ra2018 rine musoro unoti “Shinga”!

Chishanu

Purogiramu yanhasi iri kubva pana Joshua 1:7—“Shinga, usimbe kwazvo.”

Mugovera

Tingataura sei shoko raMwari tisingatyi?

Svondo

Zvinhu zvichaitika mune ramangwana zvichada kuti tive neushingi.

Mashoko Kune Vachapinda

Wana pano mashoko aunoda nezvegungano.