Enda pane zvauri kuda

Wanano Uye Mhuri

Bhaibheri, bhuku rakanyorerwa vanhu vese, rine mazano anogona kukubatsira mumhuri mako uye pakurera vana vako. a

a Mazita evamwe vanhu vari munyaya dziri pano akachinjwa.

Kurera Vana

Mabhuku Nezvimwewo

Mhuri Yenyu Inogona Kufara

Munogona kuva newanano inofadza uye mhuri inofara nokushandisa zvinotaurwa neBhaibheri.