NHARIREYOMURINDI December 2012 | Chinhu Chiri Nani Kupfuura Krisimasi

Unofunga kuti vanhu vanofanira kuita sei munguva yeKrisimasi? Pane chimwe chiri nani kupfuura Krisimasi here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Rudo Nemufaro Zvinowanikwa Here Panguva yeKrisimasi?

Kuwana nguva yokuva nehama neshamwari, kubatsira vanotambura, uye kuyeuka Jesu​—⁠zvose izvi zvinokosha. Chii chinonyanya kukosha?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kuyeuka Jesu Kristu

Inzira ipi yakanaka yokuti tikudze uye tiyeuke Jesu?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mufaro Unobva Pakupa Vamwe Zvipo

Kupa vamwe zvipo panguva yeKrisimasi kunowanzoita kuti vanhu vapedzisire vava kupishana pfungwa pane kuti vafare. Ndezvipi zvinotaurwa neBhaibheri zvingabatsira?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kubatsira Vanotambura

Shoko raMwari rinotikurudzira kuva nemutsa uye rupo panguva chero ipi zvayo yegore. Bhaibheri rinotipa zano rokutii?

NYAYA IRI PAKAVHA

Nguva Yokumboonana Semhuri

Mhuri dzakawanda dzinotarisira kuzova pamwe chete uye kuva nenguva yakanaka paKrisimasi. Asi sei vachitadza kubudirira?

NYAYA IRI PAKAVHA

“Rugare Ngaruve Pavanhu Vaanotendera”

Zvii zvingabatsira vateveri vaJesu kuti vave norugare rwechokwadi uye rusingaperi?

NYAYA IRI PAKAVHA

Vakawana Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Krisimasi

Mamiriyoni evaKristu haapembereri Krisimasi. Vanoona sei chisarudzo chavakaita?

OUR READERS ASK

Nei Vamwe Vanhu Vasingapembereri Krisimasi?

Ona zvikonzero zvina nei mamiriyoni evanhu vanoda Jesu asingapembereri Krisimasi.

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

Wakanyorwa ‘Mubhuku raMwari Rokuyeuchidza’ Here?

Bhuku iroro chii uye ungaita sei kuti zita rako rinyorwewo?

NYAYA YEUPENYU

Ndakazowana Rusununguko Rwechokwadi!

Verenga kuti Maria Kilin akapukunyuka sei paaiva musungwa kuNorth Korea, uye kuti chokwadi cheBhaibheri chakamubatsira sei kuti awane rusununguko rwechokwadi.

DZIDZA KUBVA MUSHOKO RAMWARI

Nei Mwari Akatuma Jesu Panyika?

Ona kuti nei Jesu akauya panyika uye kuti tichiri kubatsirwa sei nanhasi.

Unodavira Kuti Wakamborarama Kare Usati Waberekwa Here?

Vanhu vakawanda vanodavira kuti vakamborarama vasati vaberekwa. Asi ndizvo here zvinodzidziswa neBhaibheri?

Waizviziva Here?

Dzidza nezvemunyu womuGungwa Rakafa uye kukosha kwaiita drakema munguva yaJesu.

Ndichazvigona Here?

Verenga unzwe nezvemumishinari wokuBenin akadzidzira mutauro wemasaini kuti abatsire matsi kuti dzive noukama hwepedyo naMwari.

Zvokupoda-poda Munguva Dzinotaurwa muBhaibheri

Vakadzi vemunguva dzinotaurwa muBhaibheri vaishandisei pakupoda-poda?

“Tinodzidza Pane Zvakaitika Kare”

Musi wa1 April 1951, mazana eZvapupu zvaJehovha akatorwa muEstonia ndokuendeswa kuSiberia. Vakaendeserwei?

DZIDZISAI VANA VENYU

Jotamu Akaramba Akatendeka Pasinei Nezvaiitika Mumhuri Mavo

Ungaswedera sei pedyo naMwari kunyange kana vabereki vako vasiri kumushumira?