NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA March 2017

Magazini ino ine nyaya dzokudzidza dzaMay 1-28, 2017.

NYAYA YEUPENYU

Ndakabatsirwa Nekufamba Nevanhu Vakachenjera

Mumakore akawanda aanga ari mubasa renguva yakazara, William Samuelson akaita mabasa ainge akaoma uye ainakidza.

Ipa Rukudzo Kune Vakakodzerwa Narwo

Ndivanaani vakakodzera kukudzwa, uye nei? Uchabatsirwa sei nekuvakudza?

Ratidza Kutenda—Ita Zvisarudzo Nekuchenjera

Zvimwe zvisarudzo zvaunoita zvinogona kuchinja upenyu. Chii chingakubatsira kusarudza nekuchenjera?

Shumira Jehovha Nemwoyo Wakakwana!

Madzimambo aJudha anoti Asa, Jehoshafati, Hezekiya, naJosiya akaita zvikanganiso. Asi Mwari akavaona sevakamushumira nemwoyo wakakwana. Nei?

Mwoyo Wako Uchabatsirwa Nezvinhu Zvakanyorwa Here?

Unogona kudzidza kubva pane zvikanganiso zvakaitwa nevamwe, kusanganisira zvakanyorwa muBhaibheri.

Kuva Shamwari Yakanaka Ushamwari Pahunenge Hwava Kuparara

Panogona kuva nenguva yekuti shamwari yako inenge ichida chaizvo kuti isimbezve pakunamata. Ungaibatsira sei?

Zita remuBhaibheri Pachirongo Chekare

Zvimedu zvechirongo chine makore 3 000 zvakafukunurwa muna 2012 zvakafadza vatsvakurudzi. Chii chainyanya kukosha pachirongo ichi?