Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Kana Uchishandisa Android

Kana Uchishandisa Android

JW Library App ndeyepamutemo uye yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha. Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakudzidza Bhaibheri.

 

 

Zvitsva Zvavapo

February 2024 (Version 14.2)

  • Kana uri muplaylist, unokwanisa kushandisa pakanzi Trim kuridza chikamu chidiki chaunenge uchida kuona kana vhidhiyo yacho yakareba.

September 2023 (Version 14.1)

  • Wava kukwanisa kunzwa madudzirwo emashoko eChinese neeJapanese akanyorwa nemavara epinyin nefurigana, kana aripo.

July 2023 (Version 14)

  • Gadzira maplaylist emavhidhiyo, zvekuteerera zvakarekodhwa uye mapikicha. Kana uchida kuashandisa, kuwedzera kana kubvisa zvimwe zvinhu ipapo enda pakanzi Personal Study.

  • Iye zvino, kana ukanyora manotsi pamibvunzo iri mundima dzekudzidza kana kuti pamashoko ekutsanangura mapikicha, manotsi acho anobuda akatevedzana sezvakangoita ndima dzacho uye mapikicha acho.

  • Foni kana tablet yako inofanira kunge iine Android 7.0 zvichikwira kuti JW Library ishande zvakanaka.

 

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Tanga Kushandisa JW Library​—Android

Dzidza kuti ungashandisa sei zviri paJW Library pafoni kana tablet inoshandisa Android.

Kudhaunirodha uye Kushandisa maBhaibheri​—Android

Dzidza kuti ungadhaunirodha uye ungashandisa sei maBhaibheri paJW Library yepaAndroid.

Kudhaunirodha Uye Kushandisa Mabhuku​—Android

Dzidza zvaungaita kuti udhaunirodhe kana kushandisa mabhuku pa JW Library yepaAndroid.

Kumaka Paunenge Uchida Kuzodzoka (maBookmark)​—Android

Dzidza kuti ungamaka sei paunoda kuzodzoka paJW Library yepaAndroid.

Zvinhu Zvawamboverenga​—Android

Verenga unzwe zvaungaita kuti uoone kana kudzima zvawamboverenga paJW Library yepaAndroid.

Unoda Kuti Mashoko Abude Akaita Sei?​—Android

Dzidza kuti ungachinja sei mabudiro anoita mashoko paJW Library yepaAndroid.

Tsvaga Zvauri Kuda muBhaibheri Kana Kuti Mune Rimwe Bhuku​—Android

Dzidza zvaungaita pakutsvaga zvauri kuda mubhaibheri kana kuti mune rimwe bhuku paJW Library yepaAndroid.

Kumaka Mashoko​—Android

Dzidza kuti ungamaka sei mashoko paJW Library app yepaAndroid.

Kuisa JW Library Kana Usingakwanisi Kuenda paApp Store—Android

Kana uchitadza kuisa JW Library patablet kana kuti pafoni ine Android uchishandisa app store, dhaunirodha JW Library Android Package Kit (APK).

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Library (Android)

Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa.