Enda pane zvauri kuda

Ushamwari

Kutanga Ushamwari

Bhaibheri Rinokubatsira​—Kuwirirana Mumhuri Uye Neshamwari

Kuitirawo vamwe zvakanaka pane kungofunga zvakatinakira kunoita kuti tiwirirane nevamwe.

Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei?

Vakawanda vanoda shamwari dzechokwadi. Ungava sei shamwari yechokwadi kune vamwe? Nyaya ino inotaura mazano 4 anobatsira anowanikwa muBhaibheri.

Shamwari Yechokwadi Munhu Akaita Sei?

Shamwari dzezita hadzinetsi kuwana, asi yechokwadi ungaiwana sei?

Ungawana Sei Shamwari Dzechokwadi?

Mazano mana anogona kukubatsira kuti uve shamwari yakanaka uye uve neshamwari dzechokwadi.

Ndinofanira Kuwedzera Shamwari Dzangu Here?

Kuva muchikwata chidiki cheshamwari kunogona kunakidza asi hapasi pese pazvinobatsira. Nei tichidaro?

Kusurukirwa

Nei Ndisina Shamwari?

Hausi woga uri kusurukirwa kana kuti usina shamwari. Ona kuti vamwe vezera rako vakaita sei kuti vakunde dambudziko racho.

Ko Kana Ndisiri Kukwana Pane Vamwe?

Chinokosha kupfuura chimwe ndechipi? Kukwana-kwana pavanhu vane tsika dzisina kunaka, kana kuti kuramba ndiri zvandiri?

Kukurukura Pafoni Kana Paindaneti

Zvamungaita Kuti Basa Riperere Kubasa

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti basa rako risavhiringidza wanano yako.

Mungashandisa Sei Mafoni Zvakanaka?

Mafoni anogona kubatsira kana kuti kukanganisa wanano. Zvakamira sei muwanano yenyu?

Chii Chandinofanira Kuziva Nezvekuisa Mapikicha paSocial Network?

Kuisa mapikicha aunofarira kunoita kuti zvive nyore kuti hama neshamwari dzako dzizive zvinenge zvichiitika kwauri, asi pane zvaunofanira kuziva.

Chenjerera Pakushandisa Social-Network

Nakidzwa nokushandisa social-network asi pane zvaunofanira kuchenjerera paunenge uchiishandisa.

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Kubaya-baya Foni Pane Vamwe Kuremekedza Here?

Zvakaipa here kumboverenga meseji yapinda pafoni paunenge uchitaura nemumwe wako? Ko kuramba uchipisa nyaya nomumwe wako worega kutarisa meseji kwakaipa here?

Kupfimbana

Ndagadzirira Kudanana Nemumwe Munhu Here?

Zvinhu zvishanu zvinogona kukubatsira kuona kana wagadzirira kudanana nemumwe munhu uye kupinda muwanano.

Kutamba Nemwoyo Wemunhu Kwakaipa Here?

Kutamba nemwoyo wemunhu kuita sei chaizvoizvo? Nei vamwe vachizviita? Kune zvakwakaipira here?

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 1: Zvandiri kuona ndizvo here?

Wana mazano anogona kukubatsira kuziva kuti munhu ari kukuda here kana kuti ari kungoda kuvawo hake shamwari.

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 2: Zvandiri Kuita Zvinoita Kuti Afungei?

Shamwari yako ingaona sekuti uri kuda zvinodarika kungova shamwari chete here? Chimbonzwa mazano aya.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Kana Ndiri Kudanana Nemumwe Munhu?

Zvinhu zvitatu zvekufunga nezvazvo rudo rwenyu zvarunowedzera kusimba.

Rudo Rwechokwadi Here Kana Kuti Harusi?

Inzwa kuti rudo rwechokwadi rwakaita sei uye kuti rudo rwusiri rwechokwadi rwakaita sei.

Bhaibheri Rinotii Nezvekugara Pamwe Chete Musina Kuchata?

Mitemo yaMwari inotiudza zvatingaita kuti tive nemhuri dzinofara uye zvaanotaura zvagara zvichibatsira vaya vanoteerera.

Zvapupu zvaJehovha Zvine Mitemo Here Panyaya Dzekupfimbana?

Nyaya dzekupfimbana chinhu chokungotambawo nacho here?

Kudanana—Chikamu 3: Torambana Here?

Unofanira kuramba uchidanana nemunhu wausisina chokwadi naye here? Nyaya ino ichakubatsira kuti ukwanise kusarudza zvekuita.

Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?

Bhaibheri rinogona kubatsira vaKristu kusarudza wokuroorana naye akakodzera uye kuti vangaratidza sei rudo rwechokwadi kana varoorana.

Kana Mukomana Nemusikana Vakarambana

Ungaita sei kuti uenderere mberi noupenyu kana warambana nemunhu wawanga uchidanana naye?

Ndingaita Sei Kuti Ndinzwe Zviri Nani Kana Ndarambana Nemumwe Munhu?

Inzwa zvaungaita kuti usaramba uchirwadziwa zvakanyanya.

Kuyanana

Nei Ndichifanira Kukumbira Ruregerero?

Ona zvikonzero 3 nei uchifanira kuti ‘ndine urombo’ kunyange kana uchiona sekuti hausiri iwe wakakanganisa.

Bhaibheri Rinotii Nezvehasha?

Pane pazvakanaka here kunzwa hasha? Ungaitei kana ukatanga kunzwa hasha?

Mazano Okuti Vanhu Vagarisane Zvakanaka

Mazano omuBhaibheri ari kubatsira vanhu vaimbovengana kuti vataurirane vobva vazova shamwari, tsika nditsike chaiye.

Kukanganwira Kuita Sei?

Bhaibheri rine mazano 5 anokubatsira kuti uregerere mumwe munhu.

Zvaungaita Kuti Ukanganwire

Sei zvisiri nyore kukanganwira? Ona kuti Bhaibheri ringabatsira sei.

Nzira Yekuwana Mufaro—Kuregerera

Munhu anogara akagumbuka haana mufaro uye anotokanganisa utano hwake.

Prejudice and Discrimination

Chii Chinonzi Rusarura?

Rusarura rwuri kukanganisa vanhu vakawanda. Dzidza kubva muBhaibheri zvaungaita kuti rusadzika midzi mumwoyo mako.

Rusaruro—Dambudziko Riri Munyika Yose

Chii chinonzi rusaruro? Nei ringanzi idambudziko remunhu mumwe nomumwe asi richiwanika munyika yose?

Rusarura Rwakakubatawo Here?

Ndezvipi zvimwe zvinhu zvinogona kuratidza kuti tine rusarura?

Bhaibheri Ringatibatsira Sei Kuti Tiremekedze Maonero Evamwe?

Magwaro aya anoratidza kuti Bhaibheri rinokurudzira sei vanhu kuti vave nerugare uye varemekedzane.

Kuvengana Kungapedzwa Sei?—Usasarura

Kuti ubvise ruvengo mumwoyo mako, tevedzera kusasarura kunoita Mwari.

Rusarura​—⁠Tsvaga Shamwari Dzakasiyana-siyana

Ona kubatsira kwazvinoita kuva neshamwari dzakasiyana-siyana.

Zvinoita Here Kuti Vanhu Vemarudzi Akasiyana Vabatwe Zvakaenzana?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Mamiriyoni evanhu ari kudzidza kubva muBhaibheri zvavanofanira kuita kuti varemekedze vamwe.

Rusaruro Ruchapera Rini?

Zvakaitika kune vamwe zvinoratidza kuti Bhaibheri riri kutobatsira sei vanhu kuti vakunde rusaruro. Ruchanyatsopedzwa rini?

Rudo Rwakavimbika Rwuchakunda Ruvengo Riini?

Zvakaoma kuti munhu abvise rusaruro mumwoyo make. Inzwa kuti muJudha nemumwe murume wekuPalestine vakazvigona sei.

Johny naGideon: Vaimbovengana Asi Vava Kuwirirana

Mune dzimwe nzvimbo, nyaya yerusaruganda yakakura. Tarisa uone kuti varume vaviri vekuSouth Africa vakakunda sei dambudziko iri.

Ndaida Kurwisa Rusaruro

Rafika akabatana nechimwe chikwata chaida kurwisa rusaruro. Asi akazodzidza kuti Umambo hwaMwari ndihwo huchabvisa rusaruro hwoita kuti panyika pave nerugare.