Enda pane zvauri kuda

Utano

Utano

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveutano

Ona zvinotaura Bhaibheri nezveurwere uye marapirwo.

Zvaungaita Kuti Uve Noutano

Verenga unzwe zvinhu 5 zvaunogona kuita kuti urambe uine utano hwakanaka.

Tingazvidzivirira Sei Pazvirwere?

Zuva nezuva muviri wako unorwisana neutachiona uye humwe hwacho hunogona kuuraya.

Zvaungaita Kuti Ufare

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kuita kuti ufare here?

Bhaibheri Rinokubatsira​—Unhu

Kana tikashanda nesimba kuti tive vanhu vanozvidzora zvichatibatsira muupenyu.

Nzira Yekuwana Mufaro—Kuva Neutano

Kana tikarwara kana kuti tikaremara, zvinoreva kuti hatichafari here muupenyu?

Ngwarira Mashoko Enhema

Nhau dzenhema, mashoko enhema uye mashoko ekuchera vamwe zvazara uye zvinogona kukukanganisa.

Zvinhu 7 Zvinobatsira Pakuchengetedza Zvekudya Uye Kudya Zvine Utano

Upenyu chipo, uye tinoratidza kuti tinoukoshesa nekuchengetedza utano hwedu nehwemhuri dzedu. Ona kuti ungazviita sei.

Ndingaita Sei Kuti Ndive Nemuviri Mutete?

Kana uchida kudzikira muviri, usafunga nezvekuzvinyima zvekudya asi tanga kurarama nenzira inoita kuti uve neutano hwakanaka.

Vechiduku Vanotaura Nezvekuva Neutano Hwakanaka

Zvinokuomera here kuti udye zvinovaka muviri uye kuita maekisesaizi? Muvhidhiyo ino vechiduku vanotaura zvavanoita kuti vave neutano hwakanaka.

Ndingaita Sei Kuti Ndidye Zvekudya Zvinovaka Muviri?

Vechidiki vanokura vachidya zvisina utano vanowanzoramba vachingofarira zvekudya zvakadaro kana vakura, saka zvakanaka kuti utange kudya zvinovaka muviri iye zvino.

Bhaibheri Rinokubatsira​—Utano

Bhaibheri rinotikurudzira kuti tiite zvese zvatinogona kuti tichengetedze utano hwedu.

Zvaungaita kuti Ukwegure Zvakanaka

Pane mazano 6 emuBhaibheri anokubatsira kuti uchinje zvinoenderana nekukwegura kwauri kuita.

Kurarama Neurwere

Zvaungaita Kana Wava Kunyanya Kurwara

Mazano api ari muBhaibheri anogona kukubatsira kana utano hwako hukangorekana hwatanga kudzikira?

Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here Kana Uine Dambudziko Reutano?

Hongu! Ona zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kana uine dambudziko reutano.

Kubatsira Vaya Vane Zvirwere Zvepfungwa

Kana ukatsigira shamwari yako ine chirwere chepfungwa, zvinogona kumubatsira chaizvo.

Pane Chekuraramira Here Kana Uchirwara Zvakanyanya?

Inzwa zvakabatsira vamwe kutsungirira pavairwara zvakanyanya.

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 1

Vechiduku 4 vanotsanangura zvinovabatsira kuti vatsungirire matambudziko avo ourwere uye kuti vasanyanya kuzvidya mwoyo.

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 2

Verenga unzwe kuti vamwe vechiduku vane urwere hwakaipisisa vari kurarama sei nourwere hwavo uye vari kuzviita sei kuti varambe vaine mafungiro akanaka.

Ndingaitei Kana Ndichirwara? (Chikamu 3)

Zvakaitika kune vechiduku vatatu vanewo zvirwere zviri kuvatambudza zvinogona kukubatsirawo.

“Handirambi Ndichingofunga Nezveurwere Hwangu”

Chii chinobatsira Elisa kuti atsungirire urwere hwake uye kuti ambokanganwa kurwadziwa kwake?

Kurarama Neurema

Kurwara Kwangu Kunondisimbisa

Kutenda kunoita kuti mukadzi anorarama ari pawiricheya awane “simba rinopfuura renguva dzose.”

Jairo Anoshandisa Maziso Chete Pakushumira Mwari

Pasinei nekuti anorwara nemhando iyi yechirwere chakaipisisa checerebral palsy, Jairo anorarama upenyu hune chinangwa.

Kunamata Mwari Ndiwo Mushonga Wake!

Onesmus akaberekwa aine chirwere chemapfupa asina kusimba. Zvinovimbiswa naMwari zviri muBhaibheri zvakamukurudzira sei?

Maoko Angu Ndiwo Maziso

James Ryan akazvarwa ari matsi, akazopedzisira asingachaoni. Chii chakamubatsira kuti ararame upenyu hune chinangwa?

Vhidhiyo: “Dai Risipo, Handizivi Kuti Ndaizoita Sei”

Tarisa unzwe nyaya yomurume asingaoni akabatsirwa neBhaibheri reBraille

Jehovha Akandipa Zvinopfuura Zvandaikodzera Kuwana

Alarcón akava netariro muupenyu pashure pekuita tsaona ari pamudhudhudhu iyo yakamuremadza kubva pamutsipa zvichidzika.

Ndakanyaradzwa Panguva Chaiyo

Miklós Aleksza akaita tsaona yakamuremadza ava nemakore 20. Bhaibheri rakamubatsira sei kuti ave netariro yeramangwana?

Kuchengeta Vakwegura Kana Kuti Vana

Bhaibheri Rinotii Nezvekuchengeta Vabereki Vakwegura?

Bhaibheri rine mienzaniso yevarume nevakadzi vaiva nekutenda vakaita kudaro. Rinopawo mazano anoshanda ekubatsira vanenge vachivachengeta.

Zvamungaita Kana Mwana Wenyu Akaremara

Ona matambudziko matatu aungatarisana nawo uye kuti mazano ouchenjeri omuBhaibheri angakubatsira sei.

Ko Kana Mubereki Wangu Achirwara?

Hausi iwe wega wechiduku ari kusangana nedambudziko rakadaro. Inzwa zvakabatsirawo vechiduku vaviri kutsungirira dambudziko racho.

Hama Yako Painobatwa Nechirwere Chisingarapiki

Vemumhuri vangachengeta sei murwere anenge aine chirwere chisingarapiki? Chii chingabatsira vanenge vachichengeta murwere kuti vasaodzwa mwoyo nezvinenge zvichiitika?

Zvirwere

Kupararira Kwezvirwere—Zvii Zvaungaita?

Kana paine chirwere chinenge chapararira kwaunogara, ungaitei kuti uzvidzivirire, usanyanya kunetseka uye urambe wakasimba pakunamata?

Zvaunofanira Kuziva Nezvechirwere Chepfungwa

Matanho 9 anogona kukubatsira kana uine dambudziko rokurwara nepfungwa.

Chirwere cheAnemia—Chinokonzerwa Nei, Zviratidzo Zvacho Ndezvipi, Uye Chinorapwa Sei?

Chii chinonzi anemia? Inokwanisa kudzivirirwa here kana kuti kurapwa?

Deredza Mikana Yokubatwa Nechirwere Cheshuga

Vanhu 10 pa100 ndivo chete vanoziva kuti vari padanho reprediabetes.

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvepfari?

Inzwa mamiriro akaita chirwere ichi chisinganzwisiswi nevamwe.

Chirwere Chemazino—Chingangokubata Here?

Chirwere chemazino chimwe chezvirwere zvomukanwa zvatambudza vanhu pasi rose. Chinokonzerwa nei? Ungaziva sei kuti unacho? Ungaderedza sei mikana yokubatwa nacho?

Chikafu Chinorwarisa Munhu Kana Zvaita Sei?

Pane chakaipa here kungofungira kuti chikafu chinokurwarisa asi usina kuona chiremba?

Zvaunofanira Kuziva Nezvemarariya

Kana uchigara munzvimbo ine marariya kana kuti uchida kushanyira nzvimbo inayo pane zvaunogona kuita kuti isakubata.

Zvaungaita Kana Waguma Kuenda Kumwedzi

Kuudza mhuri yako kana kuti shamwari yepedyo zviri kuitika kwauri, zvichabatsira kuti ivo pamwe chete newe muzive zvamungazoita paunosangana nematambudziko anokonzerwa nokuguma kuenda kumwedzi.

Chirwere cheDepression

Bhaibheri Rinotii Nezvechirwere Chekunyanya Kusuwa?

Ona zvakaipira kuva nedepression uye kuti Bhaibheri ringakubatsira sei.

Chandinoraramira Chii?

Chii chinoita kuti munhu ade kuzviuraya?

Paunonzwa Sekuti Hauchagoni Kutsungirira

Chiripo chekuraramira pasinei nematambudziko edu.

Kubatsira Vechidiki Vane Chirwere cheDepression

Verenga unzwe zviratidzo zvedepression uye zvingangodaro zvichiikonzera. Ona kuti vabereki nevamwewo vangabatsira sei.

Ndingaitei Kuti Ndisaramba Ndichingofunga Kuti Pane Zvakaipa Zvichaitika?

Kutevedzera mazano ari munyaya iyi kunogona kukubatsira kuti usaramba uchingofunga zvakaipa.

Nhamba Yevana Vari Kuyaruka Vari Kubatwa Nezvirwere Zvepfungwa Iri Kuwedzera—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rine mazano anobatsira vari kuyaruka vane zvirwere zvepfungwa.

Sei Ndichizvicheka-cheka?

Vechiduku vakawanda vane dambudziko rokuzvikuvadza. Kana uchiita zvinhu izvi ungawanepi rubatsiro?

Ndingaita Sei Kana Ndiine Depression?

Zviri munyaya ino zvinogona kukubatsira kuti unzwe zviri nani.

Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here Kana Ndakaora Mwoyo?

Pane zvinhu zvitatu zvatinopiwa naMwari zvinotibatsira patinenge takaora mwoyo.

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Sei Vanhu Vanofunga Kuzviuraya?

Bhaibheri ringabatsira sei munhu ane pfungwa dzekuda kuzviuraya?

Kuzvidya Mwoyo Uye Kushushikana Mupfungwa

Zvaungaita Kuti Usanyanya Kuzvidya Mwoyo

Mazano api nemavhesi eBhaibheri anogona kukubatsira kuti usazvidya mwoyo?

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Varume Vanozvidya Mwoyo

Vanhu vanozvidya mwoyo vari kuramba vachiwedzera munguva dzino dzakaoma. Bhaibheri ringakubatsira here kana uchizvidya mwoyo?

Zvaungaita Kana Uchisurukirwa

Kana uchigara wega uye wakanzi usabva pamba unogona kunzwa kusurukirwa uye kushaya tariro. Asi pane zvinogona kukunyaradza.

Waneta Here neCovid-19?

Kana tikasakurwisa, tinopedzisira tisisade kutevedzera mirayiridzo yekuzvidzivirira pachirwere cheCOVID-19.

Kukunda Dambudziko Rekushushikana

Ona mazano ezvaungaita kuti usanyanya kushushikana kana kuti uderedze kushushikana.

Ndingaita Sei Kuti Ndisazvidya Mwoyo?

Mazano 5 anogona kukubatsira kuti ukurire kuzvidya mwoyo.

Bhaibheri Ringakubatsira Here Kana Uchizvidya Mwoyo?

Zvinoita sekuti kuzvidya mwoyo kwagara kungori muvanhu. Kuchazombopera here?

Bhaibheri Rinotii Nezvekuzvidya Mwoyo?

Kuzvidya mwoyo kunogona kubatsira kana kuti kukuvadza. Ungaita sei kuti usanyanya kuzvidya mwoyo?

Zvaungaita Kuti Uderedze Kunyanya Kunetseka

Mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsira kuti uderedze kunyanya kunetseka.

Dambudziko: Kunyanya Kuwandirwa Nezvokuita

Kana ukanyanya kuzviwanzira zvokuita unogona kupedzisira watadza kuita kunyange chimwe chete. Ungaitei kuti usanyanya kuzviwanzira zvokuita?

Ndingaita Sei Kuti Ndisarukutika?

Chii chinozvikonzera? Zvinogona kuitika kwauri here? Kana zvakadaro chii chaunogona kuita?

Mwanasikana Wenyu Paanenge Aine Zvinomunetsa

Vasikana vari kuyaruka vanonetseka chaizvo nekuchinja kunoita miviri yavo. Zvii zvingaitwa nevabereki pakuvabatsira?

Ndinozviona Semunhu Asingakanganisi Here?

Ungaziva sei musiyano uripo pakati pekuita zvese zvaunokwanisa uye kuedza kuita zvinhu zvausingakwanisi?

Zvaungaita Upenyu Pahunochinja

Upenyu hunochinja. Verenga unzwe kuti vamwe vakaita sei kunyange zvinhu pazvakachinja.

Zvaungaita Kana Uine Zvauri Kutyira

Zvinhu zvitatu zvaunogona kuita kana uine zvauri kutyira.

Kurapwa

MuKristu Anogona Here Kuenda Kuchipatara Kuti Anorapwa?

Mwari ane basa here nemarapirwo atinosarudza?

Paunorwarirwa

Kuenda kwachiremba uye kugara muchipatara zvinogona kuita kuti munhu anetseke chaizvo mupfungwa. Ungabatsira sei shamwari kana hama kuti irerukirwe?