Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kanganwiranai

Kanganwiranai

Dhaunirodha:

  1. 1. Waifunga kuti wagona,

    Uchitoratidzirawo mutsa.

    Wozonzwa mashoko anorwadza.

    Pandinochema ndoona,

    Handizvo zvandaida.

    (KORASI)

    Zuva risati ranyura,

    Ngationere zvinhu pamwe.

    Tizvikanganwe uye

    Tiregerere.

    Tiri hanzvadzi narini.

  2. 2. Kupindirana hakusi nyore.

    Hasha dzinogona kuparadza.

    Wozofunga kukanganwira,

    Wobva waziva chokwadi:

    Kungozvirega ndiko.

    (KORASI)

    Zuva risati ranyura,

    Ngationere zvinhu pamwe.

    Tizvikanganwe uye

    Tiregerere.

    Tiri hama narini.

    (BHIRIJI)

    Hapana nechinhu chingagura chisungo chebatano.

    Uzvidzime; ukanganwire.

    Ndoozvakaita shamwari.

    (KORASI)

    Zuva risati ranyura,

    Ngationere zvinhu pamwe.

    Tizvikanganwe uye

    Tiregerere.

    Zvinotangira mumwoyo.

    Tine rudo, tichikanganwirana.