Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kutsvaga Pfuma

Kutsvaga Pfuma

Dhaunirodha:

  1. 1. Ndichirava nekudzidza,

    Ndinowanawo pfuma,

    Ndichitsvaga zvakadzama,

    Ndichishandisa nguva.

    Pandinoona ndiri munzvimbo yacho,

    Ndinobva ndanzwisisawo Bhaibheri.

    (KORASI)

    Kufungidzira nekufungisisa—

    Zvondibatsira kuona.

    Ndobva ndaziva zvakarurama

    Ndova munhu wandinoda—

    Wandinoda kuva.

  2. 2. Vakanaka vakaipa—

    Ndinofunga nezvavo.

    Ndonzwisisa kuti Mwari

    Anonzwa sei navo.

    Padzimwe nguva ndinobva ndanzwisisa

    Kuti ndofadza sei Jehovha Mwari.

    (KORASI)

    Kufungidzira nekufungisisa—

    Zvondibatsira kuona.

    Ndobva ndaziva zvakarurama

    Ndova munhu wandinoda—

    Wandinoda kuva.

    (KORASI)

    Kufungidzira nekufungisisa,

    Kufungidzira nekufungisisa,

    Kufungidzira nekufungisisa.